
Enzo Ishall Tashota Official karaoke version
This is one of the greatest video I had fun making.
Kuramba kudaira ndichimudana
Iyo ndiyo nguva inorova hana
totozongotambira kuti hapana
kwatongova kumberi kwatichasangana
komanje zvangatisina kuonekana
maviri matatu ekumboudzana
nguva yekuzorora painokwana
hanzi nyama nemweya zvichapesana
tashota, tashota, nemisodzi matama atota
kutadza kuzvitambira tichiti kurota
tashota, tashota, nemisodzi matama atota
kutadza kuzvitambira tichiti kurota
kune varikuti pasi hapagute
vari kurevesa ava havajute
pandinorara hope kuti ndirote
ndichakurota une ganda remhute
kana wasvika vese uvamhorese
vakakupa nguva uvaudze zvese
tasara tashota tanga tiri tese, tiri tese
tashota, tashota, nemisodzi matama atota
kutadza kuzvitambira tichiti kurota
tashota, tashota, nemisodzi matama atota
kutadza kuzvitambira tichiti kurota
kuchema ndekwedu vasara behind
kuchema ndekwedu vachiri paground
kuchema ndekwedu vachiri muround
kutonga kwaMwari hakuna rewind
chifamba zvakanaka fambaaa
tichavataurira kuti raive gamba
famba zvakanaka fambaaa
kushota hatidi asi nguva yaramba
tashota, tashota, nemisodzi matama atota
kutadza kuzvitambira tichiti kurota
tashota, tashota, nemisodzi matama atota
kutadza kuzvitambira tichiti kurota
Kuramba kudaira ndichimudana
Iyo ndiyo nguva inorova hana
totozongotambira kuti hapana
kwatongova kumberi kwatichasangana
komanje zvangatisina kuonekana
maviri matatu ekumboudzana
nguva yekuzorora painokwana
hanzi nyama nemweya zvichapesana
tashota
Enzo Ishall Tashota Official lyric video,hanzi nyama nemweyazvichapesana
tashota, Kuramba kudaira ndichimudana, komanje zvangatisina kuonekana, enzo tashota, finess tashota, enzo passion java, java tashota, enzo music,
Someone so special can never be forgotten.
Passion Java Records in Partnership with Nyaradzo Group
Recorded by Cymplex for Passion Java Records
Instrumental by Cashlibs
Shot/Directed: Visuals by Prosper